KwaunobvaDuramazwiBbayirwa chitupa

Duramazwi

bayirwa chitupa

Zvinoreva

Kubayirwa chitupa kupinda basa kwaiitwa kare mushandirwi achitonyora pachitupa chako kuti watanga musi wakati, unotambira marii, nezuva raunenge wazorisiya.

1

Kwangwari i-rovha zvaro risati rambobayirwa chitupa kana kamwe chete zvako.

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word