Duramazwi
mwauka
-mweka
Duramazwi
Kana chinhu chichinzi chamwauka chinenge chabvaruka kana kutsemuka.

Kuti bvaru kumwauka kwezvakaita sejira kana bepa richiita zvipenga.
Kana chinhu chichinzi chamwauka chinenge chabvaruka kana kutsemuka.
-mweka
Duramazwi
01 / 03mwaukira
Kumwaukira kusekerera munhu achiburitsa mazino panze.
VerengaSwipe for the next word