Duramazwi
mwaya
sprinkle · spray
-kusha-mwaradzira
Duramazwi
sprinkle · spray
Kumwaya kusasira zvinhu zvakaita semvura.
Kumwaya kusasira zvinhu zvakaita semvura.
Kumiza kumwaya-mwaya mvura kana mushonga kana zvimwewo zvakaita mvura mvura.
Kumiza kukavira mbeu uchimwaya-mwaya mumunda.
Zvekuti dai vakangovaona chete vaida kuvamwaya mashoko anorwadza.
-kusha · -mwaradzira
Duramazwi
01 / 03mwayanga
Kana munhu achimwayanga anenge achikudziridza kana kuwedzerera nhema pamusoro pechinhu chaanenge achitaura nezvacho.
VerengaSwipe for the next word