Duramazwi · chipauro
mwe-
other · another
Duramazwi · chipauro
other · another
Chidimbi rematare.
iri idzitsi rechipauro rinoreva munhu kana chinhu chinenge chiri chega. Mwana mumwe ndiye adya, vamwe vachiri kugezeswa.
Ichi chisazita cheverengo chinotaridza kuti munhu akaita kana akaitirwa chinhu. Mumwe mwana akahwina mota pamakwikwi. Mumba mune vana vaviri chete, vamwe vaenda kuchikoro.
Chidimbi rematare.
Chiverengo Chivakashure chechiverengo + Dzitsi rechiverengo Ka- + -mwe ii.
Turusi midziyo yekukanika yaunoshandisa kugadzira mota, kana kuitisawo mwe mabasa.
Muchekwa ivanga rinosara richiratidzika paganda mushure mokuparanzurwa nechi-mwe chinhu.
iri idzitsi rechipauro rinoreva munhu kana chinhu chinenge chiri chega. Mwana mumwe ndiye adya, vamwe vachiri kugezeswa.
Muchekwa ivanga rinosara richiratidzika paganda mushure mokuparanzurwa nechi-mwe chinhu.
Kana vanhu vachinzi vakati chichichi vanenge vakamira vakawanda vakatarisa chinhu chi-mwe.
Iyi ihwiza yakaonda, ine kamurorwo karefu, inodiyiwa neva- mwe vanhu.
Ichi chisazita cheverengo chinotaridza kuti munhu akaita kana akaitirwa chinhu. Mumwe mwana akahwina mota pamakwikwi. Mumba mune vana vaviri chete, vamwe vaenda kuchikoro.
Iyi ihwiza yakaonda, ine kamurorwo karefu, inodiyiwa neva- mwe vanhu.
Kana munhu adyira mu-mwe zvokudya anenge amutorera kudya kwake.
Kana mwe akakutibikira nembama, anenge akurova zvakasimba.
mweku mweku · mweni
Duramazwi
01 / 03mwe-e
Kuti mwe-e kutsemuka kunoita mucheka uri kubvarurwa.
VerengaSwipe for the next word