Duramazwi · zita
mumwe
somebody · another · else
Duramazwi · zita
somebody · another · else
Mumwe wako ishamwari yako kana kuti munhu waunowirirana kana kudanana naye.
Munhu ari kudivi remumwe (another/one).
Mumwe wako ishamwari yako kana kuti munhu waunowirirana kana kudanana naye.
Zvino uchaenda riini nomumwe wako uyu kundomuratidza kumusha kwenyu?
Maitakue Havana kumhoresa mumwe wavo vakatoramba vachifamba vakatarisa kuside.
Batakue vakashamisika kuti idi munhu angade kuti murume wake agare nemukadzi mumwe here?
Munhu ari kudivi remumwe (another/one).
Maitakue Havana kumhoresa mumwe wavo vakatoramba vachifamba vakatarisa kuside.
Akashamisika mumwe wake mainge musina asi haana kutarisa nguva zvake.
Vose naDebra vakangozvitora mumwe nemumwe ari paaive ari.
Duramazwi
01 / 03mumwe munhu
someone
VerengaSwipe for the next word