KwaunobvaDuramazwiMmwaza

Duramazwi

mwaza

Zvinoreva

Kukusha.

1

Kukusha.

Kana vanhu vachisakura vachizunza sora rakaita setsangadzi vanenge vachirimwaza-mwaza kubisa ivhu, kuti risasare richibata pakare.

Kana uchidhabha unenge uchimwaza madhaka manyoro, matete pane chimwe chinhu.

Kuti nyandu nyandu kufamba nekuchimbidza, munhu achimwaza maoko nenhumbi kuti aonekwe.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word