KwaunobvaDuramazwiMmweuka

Duramazwi

mweuka

-nyeuka

Zvinoreva

Kana hembe yamweuka inenge yabvaruka nokukasika, ichiita zvokutsemuka.

1

Ukamanikidzira kahembe aka kachamweuka pauchakotama.

Kana hembe yamweuka inenge yabvaruka nokukasika, ichiita zvokutsemuka.

Zvakafanana

-nyeuka

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word