KwaunobvaDuramazwiMmweu

Duramazwi

mweu

Zvinoreva

Kana hembe ikati mweu inenge yabvaruka sezvainoita kana ikabatwa newaya.

1

Kana hembe ikati mweu inenge yabvaruka sezvainoita kana ikabatwa newaya.

Pandaibuda muchovhamubaiwa iya, bhurukwa rangu rakakakatwa nechipikiri pamusuo, rikabva rati mweu.

Kana hembe ikati mweu inenge yabvaruka sezvainoita kana ikabatwa newaya.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mweuka

Kana hembe yamweuka inenge yabvaruka nokukasika, ichiita zvokutsemuka.

Verenga

Swipe for the next word