KwaunobvaDuramazwiMmupumho

Zvinoreva

Mupumho mumera unoiswa mudoro kana maheu kuti zvivire.

1

Mupumho mumera unoiswa mudoro kana maheu kuti zvivire.

Bumhe chinwiwa chinodhaka chinogadzirwa kubva pamasvusvu anoviriswa nekuiswa mupumho.

Mupumho mumera unoiswa mudoro kana maheu kuti zvivire.

Zvakafanana

mubvuwira

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mupunduko

Mupunduko wechinhu ndezvakanaka zvachinogona kushandiswa.

Verenga

Swipe for the next word