KwaunobvaDuramazwiMmupumbu

Zvinoreva

Mupumbu kamuti kemunzwa kakaita kadiki uye kasinganyanyokura.

1

Mupumbu itambo yakarukwa nerwodzi rwakakoswa, inosungirirwa pakapazi kemuti uye inotyairiswa zvipfuwo.

2

Zvakafanana

guhunga · tyava

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word