KwaunobvaDuramazwiMmupunga

Duramazwi · zita

mupunga

rice

raisi

Zvinoreva

Mupunga kudya kunorimwa mudimbwa, kunotswiwa muduri kusati kwabikwa kuti kuzodyiwa nemuriwo.

1

Mupunga kudya kunorimwa mudimbwa, kunotswiwa muduri kusati kwabikwa kuti kuzodyiwa nemuriwo.

Mupunga uyu hautori nguva yakareba kuubika.

Ukachezura moto uchibika mupunga unotsva.

Doro inzvimbo yebani inosvinga mvura uye inowanzorimwa mupunga kana madhumbe.

Zvakafanana

raisi

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mupuno

Mupuno kamuti kanorimwa mubindu, kanoita vana vanoti kana vaibva vanenge vakatsvukira, vanokangiswa muriwo.

Verenga

Swipe for the next word