KwaunobvaDuramazwiMmupupuri

Duramazwi · zita

mupupuri

Zvinoreva

Munhu anoratidza chokwadi chenyaya pamberi pedare (witness).

1

Munhu anoratidza chokwadi chenyaya pamberi pedare (witness).

Rangoitika kwenguva pfupi kuita kunge chamupupuri richibva ratoenda.

Vakadyara tsvina vachakohwa hundi muchamupupuri.

Vakakavira mhepo vachacheka chamupupuri.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mupupuriri

Uyu munhu anopa uchapupu hwezvinenge zvakaitika. Mupupuriri wechokwadi haapi uchapupu hwechiitiko chaasina kuona.

Verenga

Swipe for the next word