Duramazwi · zita
chapupu
witness
Duramazwi · zita
witness
Chapupu munhu anosheedzwa mudare kuzotaura zvaanoziva nezvenyaya inenge iri kutongwa.
Chapupu munhu anosheedzwa mudare kuzotaura zvaanoziva nezvenyaya inenge iri kutongwa.
Chapupu chakati dedemu zvose zvachaiziva maererano nezvokufa kwaErina, mutongi akagutsurira musoro.
Chapupu munhu anosheedzwa mudare kuzotaura zvaanoziva nezvenyaya inenge iri kutongwa.
Dare vanhu vanenge vachitonga nyaya vachitungamirirwa namambo kana sadunhu. Dare harina kugutsikana neumboo hwakapiwa nechapupu.
mboo · mufakazi
Duramazwi
01 / 03chapura
Kuchapudza.
VerengaSwipe for the next word