KwaunobvaDuramazwiCchapwa

Zvinoreva

Kuti chapwa kusimuka mudenga uye kuita ruzha kwemvura inenge yakandirwa chinhu chakaita sedombo guru.

1

Pachapwa madziwa miramba tichanyurura.

Pachapwa madziva miramba tichanyurura.

Zvakafanana

chapwati

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chapwati

Chapwati imvura yakawanda inowanzonaya iine mipande mukati.

Verenga

Swipe for the next word