Duramazwi
Zvinoreva
Kuchapudza.
1
Kuchapudza.
Benzi rakangoerekana rochachapura chembere yakanga yakazvirarira zvayo.
Baba vakachachapura shamhu muruoko, ndokutanga kundipura nayo.
Kuchachapura kutora chinhu, zvikuru chombo, nechisimba.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chapwa
Kuti chapwa kusimuka mudenga uye kuita ruzha kwemvura inenge yakandirwa chinhu chakaita sedombo guru.
VerengaSwipe for the next word