KwaunobvaDuramazwiCchapwati

Zvinoreva

Chapwati imvura yakawanda inowanzonaya iine mipande mukati.

1

Chapwati kuita chinhu munhu achimhanya-mhanya pamusana pokuti nguva inenge yava kupera.

2

Zvakafanana

chipatapata · batapata

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chapwiti

Chapwiti kusagadzikana kwezvinhu kwakanyanya kunogona kukonzera kurwisana.

Verenga

Swipe for the next word