KwaunobvaDuramazwiBbokoza

Duramazwi · zita

bokoza

mushoko

Zvinoreva

Bokoza imvura yakawanda inonaya zvine simba.

1

Bokoza imvura yakawanda inonaya zvine simba.

Tabatwa nebokoza remvura, zvokuti hatina kunonoka kunyorova.

Bokoza imvura yakawanda inonaya zvine simba.

Zvakafanana

mushoko

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bokozozo

Bokozozo vanhu vakaungana pamwe chete vasinganyatsozivi zvavanofanirwa kuita.

Verenga

Swipe for the next word