Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bokora imvura inonaya zvinyoronyoro.
Kubokora kutarisa panhu nechinangwa chokuti unyatsoona zviri kuitika.
Kubokora kurutsa zvakanyanya.
1

2

3

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bokorodzi
Bokorodzi chikamu chikuru chezvinhu zvakawanda.
VerengaSwipe for the next word