KwaunobvaDuramazwiRrutsa

Zvinoreva

Kurutsa kubudisa nomumuromo kunoita munhu zvinhu zvaanenge ambodya.

Rutsa isora rakada kufanana nezviyo, risingafi nekukasira.

1

Mushamarari u- yu ndinomufarira nekuti anokungu- rutsa dzemuno chete.

Ndakawaridza pasi ndichibva ndatanga kukiritsana nekumuburutsa.

2

Rutsa isora rakada kufanana nezviyo, risingafi nekukasira.

Mushamarari u- yu ndinomufarira nekuti anokungu- rutsa dzemuno chete.

Rutsa isora rakada kufanana nezviyo, risingafi nekukasira.

Haaa ndakarutsazve imi, kurutsa zvekusvika mbabvu dzakurwadza.

Zvakafanana

gwezere · shawi · rundo

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rutsakara

Rutsakara ndechose chinenge chagara kwenguva yakareba.

Verenga

Swipe for the next word