Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kujacha kutamba zvakanyanya, zvokutotadza kuziva zvauri kuita kunoita munhu anenge anakirwa chaizvo nengoma kana rumbo.
Jacha kaimba kadiki kakavakwa uye kupfurirwa nemashizha emiti.

Kunjacha kufamba netsoka uchienda kunzvimbo dzakawanda dziri kure.
Kuti njacha kudonha kune ruzha, kwezvinhu zvakaita sehuni.
Jacha kaimba kadiki kakavakwa uye kupfurirwa nemashizha emiti.
Jacha kaimba kadiki kakavakwa uye kupfurirwa nemashizha emiti.
Kujacha kutamba zvakanyanya, zvokutotadza kuziva zvauri kuita kunoita munhu anenge anakirwa chaizvo nengoma kana rumbo.
Kuti njacha kudonha kwemunhu asina simba.
Jachati.
Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jachacha
Jachacha remvura imvura inonaya yakawanda kana kuti inenge yakawanda, yakajenga pane imwe nzvimbo.
VerengaSwipe for the next word