Duramazwi · zita
Zvinoreva
Jachacha remvura imvura inonaya yakawanda kana kuti inenge yakawanda, yakajenga pane imwe nzvimbo.
Jachacha kapuka komusango kadiki kanenge hovo, kane mavara mapfumbu nemachena, kanodya tumwe tupukanana nemichero.

Jakachaka.

Dzvatsva-tsva.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jachati
Jachati imvura inonaya yakawanda uye kwenguva refu.
VerengaSwipe for the next word