Duramazwi02 / 03mubvidzaKuita mubvidza kujuja kwezvakaita semvura kubva mune chimwe chinhu zvichiitika kwenguva refu.Verenga→
Duramazwi03 / 03mubvinazvoMubvinazvo munhu anenge akatanga chimwe chinhu chinenge chazosvitsa vanhu mumatambudziko kana mumafaro.Verenga→