KwaunobvaDuramazwiMmubvakachi

Duramazwi

mubvakachi

Zvinoreva

Mubvakachi munhu anenge ashanyira imwe nyika kana nzvimbo senzira yekuvarairwa kana kunakidzwa kana kuzorodza pfungwa.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mubvakacho

Kana munhu akaenda kumubvakacho anenge ashanyira imwe nzvimbo kana munhu.

Verenga

Swipe for the next word