KwaunobvaDuramazwiMmubura

Duramazwi · zita

mubura

mutehwamutongoromutsangidzemunjirimutewamuguramhanda

Zvinoreva

Mubura muti wakasimba unowanzomera pedyo nerwizi.

Mubura chirimwa chinotanda chinosimwa pazvitutu uye chinobereka mbambaira.

1

2

Zvakafanana

mutehwa · mutongoro · mutsangidze · munjiri · mutewa · muguramhanda · muteswa · mushikiti · mudima · murima · Mumbambaira

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mubvakachi

Mubvakachi munhu anenge ashanyira imwe nyika kana nzvimbo senzira yekuvarairwa kana kunakidzwa kana kuzorodza pfungwa.

Verenga

Swipe for the next word