Duramazwi · zita
mushanyi
tourist
Duramazwi · zita
tourist
Mushanyi munhu anobva kune imwe nzvimbo achienda kune imwe nechinangwa chekuona vanhu kana kugadzirisa zvimwe zvinhu.

Uyeni chinzvimbo kana nguva yekunge munhu ari mushanyi.
Mushanyi munhu anobva kune imwe nzvimbo achienda kune imwe nechinangwa chekuona vanhu kana kugadzirisa zvimwe zvinhu.
mushanyiri
Duramazwi
01 / 03mushanyu
Munhu ane mushanyu anenge achingoshereketa shereketa paanenge akarara.
VerengaSwipe for the next word