KwaunobvaDuramazwiHhonye

Duramazwi · zita

honye

worms

Zvinoreva

Honye vana venhunzi vasati vanyatsa kuchochonyeka vanowanikwa pazvinhu zvinenge zviri kuora.

1

Honye vana venhunzi vasati vanyatsa kuchochonyeka vanowanikwa pazvinhu zvinenge zviri kuora.

Mhosva inorondwa hakuna mhosva yakaita honye.

Kuti takanya takanya kufamba kunoita honye, zvikuru dziri pachinhu chakaora.

Honye vana venhunzi vasati vanyatsa kuchochonyeka vanowanikwa pazvinhu zvinenge zviri kuora.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

honyera

Honyera izwi gobvu rakaderera rinoitwa navarume kana vanhu vachiimba.

Verenga

Swipe for the next word