Duramazwi · zita
Zvinoreva
Honyera izwi gobvu rakaderera rinoitwa navarume kana vanhu vachiimba.
1
Honyera izwi gobvu rakaderera rinoitwa navarume kana vanhu vachiimba.
Honyera izwi gobvu rakaderera rinoitwa navarume kana vanhu vachiimba.
Kana nhongo ichihwehwedza inenge ichiita mahonyera, ichiteverera hadzi, ichiratidza kuifarira.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03honza
Honza indiro yevhu inoisirwa zvinhu zvinotapudziranwa panguva yokudya.
VerengaSwipe for the next word