Duramazwi · zita
mubhedha
bed · bunk · couch · undernourishment
Duramazwi · zita
bed · bunk · couch · undernourishment
Nzvimbo inorara munhu kana kuti inodyarwa muriwo. 1 Mubhedha mudziyo unorarirwa une matiresi pamusoro, wakagadzirwa nesimbi kana mapuranga, uye une makunzvimbo inogadzirwa, yozodyarwa muriwo, mbambaira kana maruva.

Mubhedha i-
Kana munhu achinzi apiwa mubhedha kuchipatara anenge anzi ambogara muchipatara achirapirwa imomo.
Pandakaona kwachena ndakamuka ndokugadzira mubhedha wangu ndichibva ndabuda panze.
muraro · muhomba
Duramazwi
01 / 03mubheme
Mubheme mwana wedhongi kana kuti mbongoro.
VerengaSwipe for the next word