Duramazwi
watsa
-watsamura-watsura
Duramazwi
Kana ukawatsa munhu unenge wamurova nembama zvakasimba.
Kana ukawatsa munhu unenge wamurova nembama zvakasimba.
Majoni akakuwatsa mbama unobvuma mhosva neisi yako.
Kana uchiwatsa mvura unenge uchiiburitsa yakawanda, uchiita zvokudira kana kufafaidza.
Kana uchiwatsa mvura unenge uchiiburitsa yakawanda, uchiita zvokudira kana kufafaidza.
-watsamura · -watsura
Duramazwi
01 / 03watsamura
Kana ukawatsamura munhu unenge wamurova kumeso kana musoro nembama.
VerengaSwipe for the next word