KwaunobvaDuramazwiWwaswinya warwa

Duramazwi

waswinya warwa

Zvinoreva

Kuti waswinya warwa zvinoreva kuti chero munhu akaita basa shoma asi anenge amboedza, hazvienzani neasina chaaita.

1

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

wataira

Kuwataira kufamba kwemunhu akaneta, ane mabvi asina simba.

Verenga

Swipe for the next word