KwaunobvaDuramazwiWwataira

Duramazwi

wataira

Zvinoreva

Kuwataira kufamba kwemunhu akaneta, ane mabvi asina simba.

1

Kuwataira kufamba kwemunhu akaneta, ane mabvi asina simba.

Rega kuwataira somukumbodai.

Kubwataira kufamba zvinyoronyoro sezvinoita munhu kana achinyangira chimwe chinhu.

Kuwataira kufamba kwemunhu akaneta, ane mabvi asina simba.

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

watsa

Kana ukawatsa munhu unenge wamurova nembama zvakasimba.

Verenga

Swipe for the next word