KwaunobvaDuramazwiFfekesheka

Duramazwi

fekesheka

Zvinoreva

Kufekesheka kufamba mujecha uchiita musindo unonzwika.

1

Kufekesheka kufamba zvishoma zvishoma uchidadadzika, senge uri kumanikidzwa.

Kana uchifekesheka unenge uchifamba nomudondo mune uswa nemashizha akaoma, uchiita ruzha runonzwika.

2

3

Kufekesheka kufamba zvishoma zvishoma uchidadadzika, senge uri kumanikidzwa.

Mamwe mazwi ane F

F

Swipe for the next word