Duramazwi
Zvinoreva
Kuwedereka kufamba kwemunhu aneta, zvine usimbe.
1

Kugwedereka kufamba kwakaregedzeka kunoita munhu kana aneta.
Kuwedereka kufamba munhu ane zvaari kunyara kana kuhwanda.
Kuwedereka kufamba kwemunhu aneta, zvine usimbe.
2
Kuwedereka kufamba munhu ane zvaari kunyara kana kuhwanda.
Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03wedunhu
district
VerengaSwipe for the next word