KwaunobvaDuramazwiWwedzera

Duramazwi · chiito

wedzera

accrue · accumulate · add · augment · boost · expand · extend · heighten · increase · increasing · refuel · widen · ncrease

-wanzapamhidziratutsiridza-anzvira

Zvinoreva

Kukudza chinhu.

1

Kukudza chinhu.

Kana parupasa pachigogonera panenge pane zvinobaya-baya, pasina kuti tsepete. Kana pachigogonera, wedzera machira.

Kusimbisa chinhu kuchigadzira zvekuti chisaregedzeka kana kuti chinyatsobata. Wedzera ivhu woritsindira kuti usimbise bango iroro.

The more yandaiedza kubvisa the more yaiwedzera hana yangu kurova.

2

Kuwedzera kuita kuti chinhu kana zvinhu zvanga zviripo zviwande kana kukura.

3

Mune zvekuruka kuwedzera kuvambira mamwe masitichi pachirukwa kuitira kuti chikure paupamhi hwacho.

4

Kuwedzera imba kuikudza nekumativi kana nemberi kwayo kuti ikure kupfuura zvayanga iri.

Zvakafanana

-wanza · pamhidzira · tutsiridza · -anzvira

Mamwe mazwi ane W

W

Swipe for the next word