Duramazwi
-danagura
Zvinoreva
Kana munhu achiwedzerera anenge achirondedzera zvakaitika asi achitaura zvimwe zvenhema kuti vanhu vafairre nhoroondo yake.
1
Kana munhu achiwedzerera anenge achirondedzera zvakaitika asi achitaura zvimwe zvenhema kuti vanhu vafairre nhoroondo yake.
Kushandurudza nyaya kuwedzerera zvimwe zvanga zvisipo kana kuti zvisina kuitika.
Kana munhu akarukwa dhiredhi anenge akaitwa godha nevhudzi rekuwedzerera.
Uyu munhu anoti kana akanzwa nyaya anowedzerera zvakewo zvokunyepa paanozoitaurira vamwe.
Zvakafanana
-danagura
Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03wee
Iri izwi rinoshandiswa munhu achitsinhidzira zvaari kutaura kuti vamwe vanyatsonzwisisa.
VerengaSwipe for the next word