Duramazwi
wedzeredza
exaggerate
-wedzerera
Duramazwi
exaggerate
Tinovimba ukaita basa iroro netsvakurudzo yacho zvichakubatsirawo kuwedzeredza ruzivo rwako.
Kana munhu achitaura makatutsira anenge achiwedzeredza nemanyepo nezvimwe zvisingakwanisi kuitika muupenyu.
Kana munhu achitaura achitunhidzira anenge achiwedzeredza nenhema. Kana otaura anenge achitunhidzira saka unangwarira.
-wedzerera
Duramazwi
01 / 03wedzerera
Kana munhu achiwedzerera anenge achirondedzera zvakaitika asi achitaura zvimwe zvenhema kuti vanhu vafairre nhoroondo yake.
VerengaSwipe for the next word