Duramazwi
Zvinoreva
Kana ukashandurudza chibage chiri kugochwa unenge waita kuti divi range riri kumoto riende kusina, uye range riri kusina riendewo kumoto.
1

Kushandurudza nyaya kuwedzerera zvimwe zvanga zvisipo kana kuti zvisina kuitika.

2

Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shanga
Shanga uswa hwakasimba hunoreba zvikuru, uye hu-
VerengaSwipe for the next word