KwaunobvaDuramazwiWwena

Duramazwi

wena

Zvinoreva

Iri izwi rinotaurwa kuratidza kuyemurika kwechiri kutaurwa nezvacho.

Kana munhu achiti wena anenge achimusheedza.

1

Iri izwi rinotaurwa kuratidza kuyemurika kwechiri kutaurwa nezvacho.

Bhachi rako rakanaka wena.

Tadiwa paakamuka akambozvitarisa akaona ndiye wena kwave kumbofara hake kuti ahana kutaurirwa.

Icho chikonzero chekunyara unacho wena.

2

Kana munhu achiti wena anenge achimusheedza.

Wena, uya pano.

Tadiwa paakamuka akambozvitarisa akaona ndiye wena kwave kumbofara hake kuti ahana kutaurirwa.

Icho chikonzero chekunyara unacho wena.

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

wendefa

Wendefa ibwe rakafara asi risina kudzama.

Verenga

Swipe for the next word