KwaunobvaDuramazwiWwendefa

Duramazwi · zita

wendefa

Zvinoreva

Wendefa ibwe rakafara asi risina kudzama.

1

Wendefa ibwe rakafara asi risina kudzama.

Mbuya vangu vanovhara fimbi yavo yemabura nebwe rewendefa.

Wendefa ibwe rakafara asi risina kudzama.

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

Wenera

Wenera izita raishevedzwa imwe kambani yaiva kuJoni, yakatora vanhu vakawanda muZimbabwe kuenda kundoshana mumigodhi, makore apfuura.

Verenga

Swipe for the next word