Duramazwi · zita
fekitari
factory
Duramazwi · zita
factory
Fekitari ziimba zihombe, kana kuti dzimba dzakabatana, dzine michina yokugadzirisa zvinhu zvinobuda zvakawanda panguva imwe chete.

Chigadzirwa chinhu chese chinozoshandiswa chaumbwa nemaoko kana mufekitari.
Kandini inzvimbo inowanikwa pafekitari, pabasa kana kuti muchitoro, inodyirwa nevashandi.
Duramazwi
01 / 03feku
Kuti feku kuzvimba.
VerengaSwipe for the next word