Duramazwi · zita
Zvinoreva
Fejafeja mutambo unoitwa nemakasi matatu, vatambi vacho vachikwikwidzana kufembera divi rinenge raiswa makasi acho, kana kuti ruvara rwawo.

Fejafeja izita rinogona kungoreva chero zvinhu zvese zvisina maturo uye zviri zvechitsotsi.

Pamba pano hatidi vanhu vanoita zvefejafeja.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fekeshe
Kuti fekeshe kufamba zvishoma uchiita sousingadi kana kuti sowakaneta.
VerengaSwipe for the next word