KwaunobvaDuramazwiFfefeterwa

Duramazwi

fefeterwa

Zvinoreva

Kufefeterwa kufuridzwa nekamhepo kanonyevenutsa muviri.

1

Kufefeterwa kufuridzwa nekamhepo kanonyevenutsa muviri.

Kana muchinge makafefeterwa munenge makazorodza pfungwa pasina zvinokunetsai.

Ichi chipfeko kana kuti jira rakareruka, zvokuti chero nguva yezhe-madziya munhu unonzwa kufefeterwa.

Kufefeterwa kufuridzwa nekamhepo kanonyevenutsa muviri.

2

Kana muchinge makafefeterwa munenge makazorodza pfungwa pasina zvinokunetsai.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fejafeja

Fejafeja mutambo unoitwa nemakasi matatu, vatambi vacho vachikwikwidzana kufembera divi rinenge raiswa makasi acho, kana kuti ruvara rwawo.

Verenga

Swipe for the next word