KwaunobvaDuramazwiMmvemve

Zvinoreva

Mvemve i-jira kana kuti hembe yabvaruka chaIZVO.

1

Mvemve i-jira kana kuti hembe yabvaruka chaIZVO.

Mvemve munhu anowana zvaanoda kubva kuvanhu nenzira dzisina kururama, dzeupfambi.

Mvemve i-jira kana kuti hembe yabvaruka chaIZVO.

Kumvacharika kufamba munhu akapfeka mamvemve ehembe, anenge achingoti reya reya.

2

Mvemve munhu anowana zvaanoda kubva kuvanhu nenzira dzisina kururama, dzeupfambi.

Zvakafanana

rengenya · dzoto · mutsakara · mutsoto · sakara

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mvenge

Mvenge panhu panenge pakangounganwa nevanhu vakasiyana.

Verenga

Swipe for the next word