Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana vanhu vakaita mvengemvenge vanenge vakawanda vakangosangana sangana. Musangoita mvengemvenge. Mirai vasikana kwavo, vakomana kwavo.

Yaingove mvengemvenge izvi zvakawisira bhizimusi raVaMunarwo pasi.Vanakomana nevanasikana vaingotora zvinhu kana mari pamadiro.
Kana zvinhu zvakaita mvengemvenge zvinenge zvakasangana zvemhando dzakasiyana siyana.
Kana vanhu vachiita mvengemvenge vanege vachingoti uyu ari apa ari kuita zvake, uyo ari apo ari kuitawo zvake, zvisina urongwa.

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mvenya
Munhu anofarira kupa mibvunzo mumatambudziko.
VerengaSwipe for the next word