KwaunobvaDuramazwiMmvere

Duramazwi

mvere

fur

mvindibvere

Zvinoreva

Mvere ivhudzi rinomera pamuviri wemunhu.

1

Mvere ivhudzi rinomera pamuviri wemunhu.

Chikushe izita rinoshandiswa kureva munhu ane mvere dzakawanda mumuviri make.

Iri igonye rine mvere refu dzinovava zvikuru kana dzikagumha muviri wemunhu.

Iyi imhando yemakonye akaita semadora, akakura aine mvere, asi isingadyiwi.

Zvakafanana

mvindi · bvere

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mveve

Mveve muchero unoberekwa nomuti unonzi mumveve, unodyiwa nen'ombe, unokura uchiita zvokureburuka uye unoita ruvara rwepfumbu.

Verenga

Swipe for the next word