Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chichinzi chamveya chinenge chapfuura pamwe panhu nekukurumidza, se-
1

Kana michero yakati mveya mveya mumuti inenge yakawanda uye yakarembera zvokuda kutogunzva pasi.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mveya mveya
Kana michero yakati mveya mveya mumuti inenge yakawanda uye yakarembera zvokuda kutogunzva pasi.
VerengaSwipe for the next word