KwaunobvaDuramazwiMmve

Duramazwi

mve

Zvinoreva

Kuti mve kupfuura kwechinhu nekukurumidza.

1

Kuti mve kupfuura kwechinhu nekukurumidza.

Motokari yakangoti mve tikatozoiona yasvika kukona.

Kuti mve mve mve kurira kunoita huyo kana munhu achikuya paguyo.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mve mve mve

Kuti mve mve mve kurira kunoita huyo kana munhu achikuya paguyo.

Verenga

Swipe for the next word