KwaunobvaDuramazwiMmvangamakomwe

Duramazwi · zita

mvangamakomwe

Zvinoreva

Kana munhurume achinzi mvangamakomwe anenge asina matyira, achingoti wese mukadzi waaona atomuda, zvisinei nekuti akaroorwa here kana kuti haana.

1

Kana munhu achinzi mvangamakomwe anongoita basa rokufurufusha vanhu vanenge vakazvigarira mumaraini.

2

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mvanya

Kumvanya kuwacha nhumbi munhu achirovera padombo.

Verenga

Swipe for the next word