Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mapuruzira munhu anozivikanirwa kugona kunyengetedza vanhu kusvikira vamupa zvaanenge achida.
1

2
Mapuzuzira munhurume anozivikanirwa kurara nevanhukadzi mushure mokungodanana kwenguva pfupi.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03maputi
Maputi chibage chakaoma, chakakangwa kana kuputiswa.
VerengaSwipe for the next word