Duramazwi · zita
mvana
mumvana la
Duramazwi · zita
Mvana munhukadzi akaita mwana kana kuti vana asati ava pamurume.
Mvana munhukadzi akaita mwana kana kuti vana asati ava pamurume.
Mvana munhukadzi akaita mwana kana kuti vana asati ava pamurume.
Mvana munhukadzi akasiyana nomurume ambozvara.
Tsvimborume kutandara nemvana mwoyo uri kumhandara.
Mvana munhukadzi akasiyana nomurume ambozvara.
mumvana la
Duramazwi
01 / 03mvangamakomwe
Kana munhurume achinzi mvangamakomwe anenge asina matyira, achingoti wese mukadzi waaona atomuda, zvisinei nekuti akaroorwa here kana kuti haana.
VerengaSwipe for the next word